Haarore Lyrics » Takura (Kenya) | Lyrics Over A2z

Haarore Lyrics » Takura (Kenya) | Lyrics Over A2z
Rate this Lyrics

Haarore Lyrics » Takura (Kenya) : The Haarore Lyrics / Haarore Song Lyrics by Takura is the Latest African Song of 2022. The Haarore Song is Sung by Takura. The Haarore Song Music is Given by COG. The Haarore Song Lyrics is Written by Takura. The Haarore Song is Released on 24th January, 2022. The Haarore Song is Presented by TakuraVEVO.

Haarore Song Details :

SongHaarore
SingerTakura
MusicCOG
LyricsTakura
Release Date24th January, 2022
LanguageAfrican (Kenya) – Love
LabelTakuraVEVO

Haarore Lyrics » Takura (Kenya)

Hanzi Naamai Vako Uyu Haaroore,
Hanzi Uyu Haaroore Ahh..
Kwaitombonzi Namai Vako Type Iyi Hairoore,
Handzvadzi Dzati Go Away Ah..

Hanzi Naamai Vako,
Hanzi Paivapo Yea,
Hanzi Uri Hanzi Uri Zai Ravo..
Hanzi Uri Zai Ravo Yea Yea..

Busy Telling Friend Yavo,
Imagine Telling Friend Yavo,
Hmmm Manje Ndine Benz Yavo..

Kana Ndada Ndinenge Ndatoda,
You Know Me..
If I Tell You You’re The One
Then You Better Know You Are
You Know This..

Trending Now →  FOUR WOMEN LYRICS » QUEEN IFRICA (AFRICA)

Nobody Can Do Me Like You,
Nobody’s Gon Do Me Like You,
You’re Driving Me Insane..
Oou Oh Ah Yea..

Blaz Vako Vaiti Handiroore,
Your Whole Family Thought Taitamba
Chihwande Hwande..
Kutamba?
Lil Bit Of Cash Im’a Pay Rusambo..

Hande..
Ipai Vanhu Doro Musasvode
Itai Vanhu Vazive Mukwasha Auyaa
Hanzi Naamai Vako Handiroore Ini..

Hanzi Naamai Vako Uyu Haaroore,
Hanzi Uyu Haaroore Ahh..
Kwaitombonzi Namai Vako Type Iyi Hairoore,
Handzvadzi Dzati Go Away Ah..

Hanzi Naamai Vako,
Hanzi Paivapo Yea,
Hanzi Uri Hanzi Uri Zai Ravo..
Hanzi Uri Zai Ravo Yea Yea..

Busy Telling Friend Yavo,
Imagine Telling Friend Yavo,
Hmmm Manje Ndine Benz Yavo..

Ahhhh Ooouuuu…
Hanzi Haaroore Uyo…

Written by : Takura

Haarore Lyrics » Takura (Kenya)

Haarore Lyrics » Takura (Kenya) » Official Music Video

Share This Lyrics :