BOI BOI LYRICS » JAH PRAYZAH (KENYA) : The Boi Boi Lyrics / Boi Boi Song Lyrics by Jah Prayzah is the Latest African Song of 2021. The Boi Boi Song is Sung by Jah Prayzah. The Boi Boi Song is Released on 21st July, 2021. The Boi Boi Song is Presented by Jah Prayzah.

BOI BOI LYRICS » JAH PRAYZAH (KENYA) » Lyrics Over A2z

Boi Boi Song Details :

SongBoi Boi
SingerJah Prayzah
Release Date21st July, 2021
LanguageAfrican
LabelJah Prayzah

BOI BOI LYRICS » JAH PRAYZAH (KENYA)

Wa Gwi Zi

Kabhasikoro Kandikanyira
Kakadambuka Carrier
Ndakatumira Nhume
Zvicharamba Yakawira Mutsime

Ndokufumira Kufumba Kuchinaya
Ndakarasika Pamharadzano

Toti Boi Boi
Maziso Kuti Boi

Ndakagara Ndichikuda Ndichikuda
Ndakagara Ndichikuda
Ndakagara Ndichikuda Ndichikuda
Ndakagara Ndichikuda

Ndakagara Ndichikuda Ndichikuda
Ndakagara Ndichikuda

Kana Ndouya Ikoko
Vesa Kamoto
Ndikaona Kamwenje Murima
Ini Ndoziva Pauri Ipapo

Ndine Hunya Webote Nedondo
Kuteera Kwakada Moyo
Ndisunungure Ndiwane Zororo
Wandipawo Manyemwe Embongoro

Ndisunungure Ndiwane Zororo
Wandipawo Manyemwe Embongoro

Ndini Ndaikudongorera
Ndakagara Ndichikuda Ndichinyara
Ndakagara Ndichikuda
Ndichiti Fambe Fambe Ndomira

Haa Rudo Ndimonere
Ndakagara Ndichikuda Ndichinyara
Ndakagara Ndichikuda
Ukabvuma Ndichakureera

Ndakagara Ndichikuda Ndichinyara
Ndakagara Ndichikuda

Ndafamba Rwendo Chimhandara
Iwe Kure Kwandinobva
Ndaizeza Kutaura Pada Moyo
Shoko Racho Ndoidudza

Asi Dai Taisangana Muchimana
Dai Ndakujaira
Asi Dai Taizivana Kubvira Kare
Dai Ndakujaira

Ndibatire Shangu Nditakanure
Pachiraa
Ndaufunga Kuti Ndipfumbunure
Zvirimuhana

Ndini Ndaikudongorera
Ndakagara Ndichikuda Ndichinyara
Ndakagara Ndichikuda
Ndichiti Fambe Fambe Ndomira
Ndichikuda Ndichinyara

Haa Rudo Ndimonere
Ndakagara Ndichikuda Ndichinyara
Ndakagara Ndichikuda
Ukabvuma Ndichakureera
Ndakagara Ndichikuda Ndichinyara

Kuti Boi Boi Maziso Kuti Boi
Hooo Oooh Oooh Oh
Hooo Oooh Oooh Oh
Hooo Oooh Oooh Oh
Oh Oh Ohh

Ho Oh Oh Oh Oh
Ho Oh Oh Oh Oh
Ramba Uchidara So More
Hoooo Ohh Oh
Some More
Hoooo Ohh Oh
Some More

Oh Oh Oh, Oh Oh Oh, Some More
Some More,
Ramba Uchidira Some More

BOI BOI LYRICS » JAH PRAYZAH (KENYA)

BOI BOI LYRICS » JAH PRAYZAH (KENYA) – Official Music Video